HERU

Home > spiritual, Spiritual Herbs, Video > BREAKING! Meet Apostle Chiwenga's new wife Nyasha Vannessa

BREAKING! Meet Apostle Chiwenga's new wife Nyasha Vannessa

Jun 2024 07



Apostle Chiwenga new wife introduced to the church and the world

source

--CopyRights: https://heruinterface.com/breaking-meet-apostle-chiwengas-new-wife-nyasha-vannessa/

49 Comments

  1. #1

    I know this girl from kumusha , dignified young lady anogara achifara. Apostle mazviwanira apa

  2. #2

    Congratulations

  3. #3

    Ko zvaakafanana ne the late wife.

  4. #4

    Every church leader or founder of organizations called Ministries/church has some insanity upstairs …..Madzibaba Ismael anekupenga kwake, but ane vamwe vake vanotopengawo futi coz Mwari haana munhu waakatuma kutanga church yaanoita run iye nemukadzi nevana vake,,,Chiwenga is Amai, his wife and many other woman in this cult are called brethren…..Ishmael anezvake vamwewo vese vane kapengero kavo,,,But nyaya yose iripakufa brain/ economy kwenyika dzine vanhu vakadai nevanotevera such pple…..From Guti wajoina Chiwenga saka urikuitei semunhu mupenyu???

  5. #5

    so she has the right to cheat because she did not marry a virgin man, is that how it works

  6. #6

    Aiwa iye ungaroora mhandara kuti iye ijaya hre airevera imi majaya

  7. #7

    our spiritual mother,

  8. #8
  9. #9

    "Our Mother with her beloved wife "
    I believe they also call him a WOMAN of GOD.

  10. #10

    Congrats man of God, l am disappointed with that person shouting,,,, as we celebrate our mother and his wife haaaaa kkkk musadaro imimi kkkkk

  11. #11

    I vhevhevhe here Vanessa wenyu uyu😅

  12. #12

    Mukadzi uyu ndomunzwira tsitsi nekuti murume uyu anotaurisa

  13. #13

    Behind the scene tongoti zvapererana pano. Pada dzungu ringaite shoma.. zveu virgin siyaiso

  14. #14

    Congratulations, ane vana here Chiwenga

  15. #15

    Congratulations Apostle Chiwenga

  16. #16
  17. #17

    Yoo vange vasati vawana iiiiii😮

  18. #18

    Makorokoto coz pa 6 yrs it was obvious something was happening

  19. #19

    Now its gud ,he took also a very gud time ,i respect it,Chiwenga zvake ndiye anotaura chokwadi kwete zvimwe zvoba mari dzevarombo

  20. #20

    Pano ndaizviziwa ndopamba padzo nhau dzachoooò,unomufarira zvakanyanya

  21. #21

    zvirikusounder kunge chingochani – "as we welcome our Mother and his wife…". God is not an author of confusion. I agree with many things this man preached, I also have quite a few points which I think he has departed from the orthodox faith. Congratulations that your Mother has found a new wife.

  22. #22

    Am happy for the MAN OF GOD,MAY God bless them.

  23. #23

    Beautiful congratulations 🎉🎉🎉🎉

  24. #24

    He had good things lets prays them

  25. #25

    I am happy for them .

  26. #26

    Ukaita widow at 45 unoiriwanepi virgin ,anenge atova same age nemwana wako.

  27. #27

    Abomination at it's highest level. Marrying from his daughters of his own church

  28. #28

    Saka mudzimai waamai anonzi ani..?

  29. #29

    If you watch apostle Chiwenga is she not that 30 year old girl that asked a question during them Dare Launch here

  30. #30

    Our mother with his beloved wife 😂

  31. #31

    Saka mukadzi wacho imhandaraaa here

  32. #32

    Tipeiwo maiden name please. Hanzi "…. our mother and his new wife…"

  33. #33

    Anovagona nhaimi Apostle ava vanotukirira veduwe

  34. #34

    Virgin Vanessa kkkkkk

  35. #35

    Ndadzidza kuti vakadzi vanekakupusisa kavanoita kuvarume

  36. #36

    Single father ngayiroore single mother,Virgin man oroora virgin lady that is what i think its fair.

  37. #37

    IS SHE A VIRGIN

  38. #38

    Makorokoto, Congratulations 👏🏾👏🏾🎉🥂🍾

  39. #39

    Ndiwe wakanyenga or wakanyengwa uye akanamika here semayauriro ako munhu wamwari

  40. #40

    Congratulations

  41. #41

    Congratulations

  42. #42

    Same question that popped up in my mind the moment i set my eyes on

  43. #43

    Chiwenga anotombopusawo kudai l hope vachagara vese

  44. #44

    All the best sir.
    Blessings🎉

  45. #45

    Congratulations Apostle 🎉

  46. #46

    Hakuna virgin yakakura kudaro virgin mukore uno inoperera pa20 years mukore uno kungodarika ipapo zvakaendwa kana kuti atori nemhepo dziripaari

  47. #47

    Ndakutozviona kt haa hupengo hwese uhwu hwenge hwenyere anywhere love u guys❤

  48. #48
  49. #49

    Wish u the best dea

  50. Leave a Reply

    Welcome (Toggle)

    (required)